Bp set

Bp set

For high blood pressure. This set normalise Bp.
Makaudzwa kuti Bp hairapike?? Makazviudzwa nehunyanzvi kusvika mati mukanzwa anoti inorapika munoti anonyeba. Regai nditsanangure...kwandiri bp it's a condition not chirwere. Condition iyi ndiyo yatinoshanda nayo kuigadzirisa nekuti ikasiiwa yakadaro ndiyo inozokonzera zvirwere. Tinodzoreredza condition iyi yoita normal zvekuti kana wange wakunwa ma piritsi hapasisina need yekuramba uchinwa. When the force of blood against your walls of artery is higher enough than normal, unonzi une Bp

SEI NDICHITI BP IS NOT A DISEASE ITS A CONDITION?

Kune zvinokonzeresa Bp zvakaita see;
✓High cholesterol ( blood fat)
-Michidimbu ndirikuti ohh cholesterol zvinoreva kuti ropa rawanda mafuta chete, kana mafuta Aya awanda anoenda okandwa kumadziro kwetsinga onamira ovhara tsinga ropa harichafambe zvakanaka, uye zve anobva aita kuti tsinga dziomarare yatinoti artheroclosis.
High cholesterol inokanganisa futi kutetepa kweropa inoita kuti ropa rikore kana rakora it starts to clot nekusafamba zvakanaka.

Mushonga we Bp uripo
$35.00

$38.00